Accessibility links

Breaking News

Zimbabwe Warriors Yosvika muSwaziland


Zimbabwe Warriors

Chikwata chenhabvu cheZimbabwe Warriors chakasvika muSwaziland nemusi weChina. Mutambo weAfrica Nations Cup 2017 pakati peZimbabwe neSwaziland uri kutambwa neChishanu.

Zimbabwe ine vatambi vane hunyanzvi hwepamusoro kusanganisa Knowledge Musona, Costa Nhamoinesu, Khama Billiat nevamwe.

Nyika mbiri idzi dziri muGroup L iyo dzose dzine mapoints mana mushure mekutamba mitambo miviri.

Vatambi veZimbabwe

Vepagedhi: T. Mukuruva (Dynamos), D. Bernard (How Mine), W. Arubi (Pretoria University, SA).

Vekumashure: P. Jaure (Pretoria University, SA), H. Zvirekwi (CAPS United), E. Chipeta (Chippa United, SA), E. Muroiwa (Dynamos), L. Mhlanga (Chicken Inn), C. Nhamoinesu (Sparta Prague, Czech Republic), B. Kangwa (Highlanders), O. Bhasera (Wits University, SA).

Vatambi vepakati: W. Katsande (Kaizer Chiefs, SA), R. Chitiyo (Harare City), M. Nakamba (Vitesse, Netherlands), D. Phiri (Chicken Inn), K. Mahachi (Golden Arrows, SA), M. Mudehwe (FC Platinum), M. Bonne (Colchester, England), T. Kutinyu (Chicken Inn).

Vatambi vekumberi : K. Musona (KV Oostende, Belgium), N. Mushekwi (Dalian Yifang, China), C. Malajila (Sundowns, SA) M. Rusike (Helsingborgs IF, Sweden), E. Rusike (Maritzburg, SA), K. Billiat (Sundowns, SA).

XS
SM
MD
LG