Accessibility links

Breaking News

Misoro yeNhau – Chitatu, Chivabvu 04, 2016


Studio 7 Logo

Dare rinopa mutongo waro pagakava riri pakati pevashandi veNatiaonal Railways of Zimbabwe nekambani iyi…

Vaimbove vashandi vepa Shackleton Mine vovandudza zvumbuzi vachizviita dzimba dzekugara…

Mumwe muzvinafundo ari muAmerica opinda muzvikoro zvepamusoro soro achitaura pamusoro penhoroondo yemimhanzi muZimbabwe…

Vafundisi vopesana maonero pachirongwa chitsva chekutoresa vana vechikoro mhiko, kana kuti National Pledge..

Muchirongwa cheLiveTalk na 8:30pm, tiri kutarisa zuva re World Press Freedom rakacherechedzwa nezuro pasi rose...

Kana muchida kupinda muchirongwa ichi, kanawo kutumira mashoko kuStudio7, shandisai whats app panhamba dzinoti + 1 202 465 0318.

Vanoda kuteerera Studio7, tibateyi na 7pm pamasaisai anoti 909 AM ne 4930 Kilohertz pa ShortWave.

Misoro yeNhau, Chivabu, 04, 2016
please wait

No media source currently available

0:00 0:01:27 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda

XS
SM
MD
LG