Accessibility links

Breaking News

Misoro yenhau dzanhasi…Chitatu, Zvita, 02, 2015.


Studio 7 09 Aug
Studio 7 09 Aug

Mutungamiri wenyika yeChina, VaXi Jinping, vapedza rwendo rwavo rwemazuva maviri muZimbabwe nhasi, mutungamiriri wenyika, VaRobert Mugabe, vachiti rwendo urwu rwasimbaradza hushamwari pakati penyika mbiri dzi zvikuru sei munyaya dzehupfumi.

Mapato anopikisa achitungamirwa neMDC-T onyorerana chibvumirano chekukurudzira hurumende kuti ivandudze mitemo yesarudzo.

Musangano weInternational Conference on Aids and Sexually Transmitted Diseases unoenderera mberi pachizeyiwa nzira dzekudzivirira kupararira kwechirwere cheHIV/AIDS.

Munhau dzemitambo, tichakupai nezvesarudzo yemutungamiri weZIFA.

Muchirongwa cheLiveTalk na 8:30pm tiri kutarisa kushanya kwemutungamiri weChina kuZimbabwe VaXi Jinping.

Iyi ndiyo misoro yenhau dzedu dzanhasi...munotibata pa 909 am, 4930, kana pa 13860, ne 15460 Kilohertzs pa Shortwave kana paFacebook page yedu yevoa Shona.

Misoro yeNhau, Chitatu, Mbudzi , 02, 2015
please wait

No media source currently available

0:00 0:01:35 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda

XS
SM
MD
LG