Accessibility links

Breaking News

Vaimbova nhengo yeGlen View mudare reparamende mubato rinopikisa reMovement for Democratic Change VaPaul Madzore vanoti vari kuburitsa dambarefu ravo idzva nemusi weMugovera kuBulawayo pamusamungano webato ravo.

Nziyo dzakawanda dzaVaMadzore dziri kufarirwa zvakanyanya nevatsigiri vebato iri pose panenge pachiitwa misangano.

VaPaul Madzore
VaPaul Madzore

VaMadzore vaudza Studio 7 kuti dambarefu iri rinonzi “Tiberekei Tifambe”. Iri idambarefu regumi nerimwe kubva zvavakatanga kuimba nziyo dzezvematongerwo enyika nechitendero.

please wait

No media source currently available

0:00 0:15:06 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda

Facebook Forum

XS
SM
MD
LG