Accessibility links

Breaking News

Vanhu Gumi neVashanu Vofa neKudya Hohwa hweMusango Hune Muchetura


Vanhu vana kubva kumhuri imwe chete vakafa mushure mekudya hohwa une muchetura kumusha weThandanani kuFilabusi Matabeleland South. Vamwe vanhu vana vanonzi vari kurwara zvakaipisisa vari muchipatara.

Izvi zvave kureva kuti vanhu vanosvika gumi nevashanu vafa nekudya hohwa usingafanire kudyiwa nevanhu uhu.

Bazi rinoona nezvehutano rinoti vanhu havafanire kungodya chero hohwa hwemusango sezvo humwe huchiuraya.

Vamwe vanhu gumi nemumwe vakafawo kuMberengwa, Midlands svondo rapera mushure mekudyawo hohwa hune muchetura.

Facebook Forum

XS
SM
MD
LG