Accessibility links

Breaking News

National Peace Commission Yoshora Nyaya yeMhirizhonga


VaEmmerson Mnangagwa naAmai Joyce Mujuru.

Vakafanobata chigaro chasachigaro wekomisheni yezvekuregererana yeNational Peace and Reconciliation Commission Amai Lilian Chigwedere vaburitsa mashoko kuvatori venhau vachishora zvikuru mhirizhonga munyaya dzezvematongerwo enyika.

Vashorawo zvikuru kwavanoti kushandiswa kwevechidiki munyaya dzemhirizhonga. Komisheni iyi yatiwo mapurisa, hofisi yemuchuchusi mukuru wehurumende nematare kuti vatore matanho akasimba kune vanenge vaita mhirizhonga.

Mashoko aya anotevera kurohwa kwakaitwa mutungamiri webato reNational People’s Party Amai Joice Mujuru nevamwe vatsigiri veZanu-PF apo vaitsvaga rutsigiro muHarare nemusi weChina.

Facebook Forum

XS
SM
MD
LG