Accessibility links

Breaking News

Chiziviso Chakakosha Pamusoro peKushanduka kweChirongwa Chedu


Kubva nemusi weMuvhuro, Nyamavhuvhu 29, Studio 7 inenge isisatepfenyure mururimi rwechirungu.

Asi zvakadaro, nhau dzechirungu dzichange dzotepfenyurwa pazvirongwa zve VOA English to Africa-Africa news tonight, kubva Muvhuro kusvika Chishanu, kwotiwo Mugovera neSvondo pachirongwa che Nightline Africa.

Studio 7 icharamba ichitepfenyura nechirungu chirongwa che Livetalk, icho chawedzerwa nguva yekutepfenyura kuenda paawa imwechete. Munokwanisawo kuramba muchiwana nhau dzezviri kuitika muZimbabwe pa website yedu.

Ticharamba tichitepfenyura neChishona neNdebele kubva Muvhuro kusvika Chishanu, pamwe neMugovera neSvondo apo tawedzerawo nguva yechirongwa kuenda pamaminitsi makumi matatu.

Kuti munzwe nguva dzatinotepfenyura pamwe nemasaisai amunotibata, endai pa website yedu inoti WWW.VOASHONA.COM.

Shona ne Ndebele

Muvhuro kusvika Chishanu, Mugovera neSvondo.

Nguva: 1700UTC – 1800UTC

Masaisai kana kuti Frequencies:

15460, 6065, 4930 – Shortwave Frequency

909-Medium Wave.

LIVETALK:

Muvhuro kusvika Chishanu

Nguva: 1800UTC – 1900UTC

Masaisai-Frequencies: 6065 and 15460 SW Frequencies

909 – Medium Wave

VOA English to Africa Program:

Africa News Tonight – Muvhuro kusvika Chishanu

Nguva: 1800UTC – 1830 UTC

Frequencies: 6080 15580 17530 - SW Frequencies

Daybreak Africa: Mugovera neSvondo

Time: 1800UTC - 1830 UTC

Frequency: 909 4930 – Medium Wave.

XS
SM
MD
LG