Accessibility links

Breaking News

VaTsvangirai Vanoti Havasi Kuzosiya Basa Sezvo Varikutarisira Kunaya


Mutungamiri webato rinopikisa reMovement for Democratic Change VaMorgan Tsvangirai vanoti havasi kuzosiya chigaro sezviri kukukurudzirwa nevamwe vanhu.

VaTsvangirai vakazivisa nyika kuti vane chirwere chegomarara rematumbu uye varikurapwa.

"Haiwa zvekuti ndisiye basa ndezvavana tinhai dzirwe. Mungangoti munhu arwara otonzi asiye basa?’’

Vatiwo vari kufara nebasa riri kubatwa nevatungamiri vebato ravo avo vari kutungamira zvirongwa zvebato parizvino ivo vachinaya.

Bepanhau reHerald ndiro range riri pamberi kutaura mashoko ekuti zvinhu zvaita manyama amire nerongo.

Hurukuro naVaMorgan Tsvangirai
please wait

No media source currently available

0:00 0:02:04 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda

XS
SM
MD
LG