HARARE —
Nemusi weMuvhuro vanhu munyika vakaratidzira vachitungamirwa nevemichovha vachiti havasi kufarara nezviri kuitwa nemapurisa munyika uye vamwe vachiti mutungamiri wenyika VaRobert Mugabe ngavasiye basa nekuti vakundikana kugadzirisa nyaya dzezvehupfumi.