WASHINGTON —
Shasha yemutambo wetsiva yange iine mukurumbira wakanyanya pasi rose Muhammad Ali akavigwa kuKentucky nemusi weChishanu. Mifananidzo inotevera iri kubva kuKentucky kwaaradzikwa.