Accessibility links

Breaking News

Caps United Inokunda Chicken Inn


Chicken Inn

Chikwata cheCaps United nemusi weChitatu chakakunda chikwata chine mukombe weCastle Premier Soccer League cheChicken Inn 2-1.

Chikwata cheChicken Inn chave nemurairidzi mutsva VaRahman Gumbo mushure mekunge VaJoey Antipas vaenda kunorairidza chikwata cheAmazulu kuSouth Africa.

Mune mimwe mitambo yeCastle Premier League Mitambo yakabuda seizvi:


Triangle 3 Mutare city- 1
Border Strikers 1- Tsholotsho-0
Bulawayo city 1 Ngezi Platinum-0
ZPC Kariba 1 Hwange- 0

XS
SM
MD
LG