Accessibility links

Breaking News

Misoro yeNhau – Chitatu, Chivabvu 18, 2016


Studio 7 Logo
Studio 7 Logo

Vechitendero chechi Kristu voratidzira muHarare vachiti havadi kuti VaDokora vaenderere mberi nehurongwa hwavo hwekumanikidza vana vechikoro kutora mhiko mazuva ose….

Zvizvarwa zveZimbabwe zviviri zvotarisirwa kuurayiwa kuIndonesia neSingapore zvichitevera kuwanikwa zviine mhosva yekuva nezvinodhaka munyika idzi….

Sabhuku akarova nhengo yeMDC kuMudzi opika kwemwenzi misere achiita basa paChingwena Primary School….

Muchirongwa cheLiveTalk na 8:30pm tiri kutarisa kuratidzirwa kwaitwa nhasi muHarare vanhu vachiti VaDokora ngavaende nguva yavo yakwana….

Kana muchida kupinda muchirongwa ichi, kanawo kutumira mashoko kuStudio7, shandisai whats app panhamba dzinoti + 1 202 465 0318.

Vanoda kuteerera Studio7, tibateyi na 7pm pamasaisai anoti 909 AM ne 4930 Kilohertz pa ShortWave

Misoro yeNhau, Chitatu, Chivabu, 18, 2016
please wait

No media source currently available

0:00 0:01:42 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda

XS
SM
MD
LG