Accessibility links

Breaking News

Misoro yenhau dzanhasi…Chitatu, Kukadzi, 24, 2016.


Studio 7 09 Aug

Vechidiki veZanu-PF voshora zvekare vamwe vakarwa hondo kuratidza kupindwa napongwe kwaita bato reZanu-PF.

Sangano reZimbabwe Lawyers for Human Rights rinoudza dare repamusoro resebato kuti kodzero dzevanhu hadzisi kuremekedzwa munyika.

Nekune rimwe divi, sangano reAmnesty International raburitsawo gwaro rinoti Zimbabwe haisi kuremekedza kodzero dzevanhu… asi veZanu-PF vanoti ndezvemugotsi matsuro.

Muimbi Dr Tawanda akaimba kambo Unconqurable koimbwa pamisangano yeZanu-PF hakaneyi nezvemarudzi kana zvematongerwo enyika.

Muchirongwa cheLiveTalk- na 8:30 pm tiri kutarisa nyaya yemasangano anorwira kodzero dzevanhu ekuti kodzero hadzisi kuremekdzwa munyika.

Iyi ndiyo misoro yenhau dzedu dzanhasi...munotibata pa 909 am, 4930, kana pa 13860, ne 15460 Kilohertzs pa Shortwave kana paFacebook page yedu yevoa Shona.

Misoro yeNhau, Kukadzi, 24, 2016
please wait

No media source currently available

0:00 0:01:32 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda

XS
SM
MD
LG