Accessibility links

Breaking News

MDC Alliance Yoenda Kunotsvaga Rutsigiro kuMaruwa


VaNelson Chamisa

Mutungamiri weMDC Alliance, VaNelson Chamisa, vanoti kutanga mukupera kwevhiki rino vanenge vopinda mumaruwa vachitsvaga rutsigiro.

Izvi zvinotevera kupeta kwavati vamboita misangano mikuru yavange vachiita mumaguta ose makuru.

Gadziriro iyi iri kuuyawo panguva iyo Zimbabwe Electoral Comission iri kuti pane mapato zana negumi nesere anyoresa kuti anoda kukwikwidza musarudzo yemutungamiri wenyika gore rino.

VaChamisa vati musi weMugovera vanenge vari kuNyika Growth Point, kuMasvingo.

please wait

No media source currently available

0:00 0:02:09 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda

Facebook Forum

XS
SM
MD
LG