Accessibility links

Breaking News

Chimwe Chizvarwa cheZimbabwe Chotaura Nezve Sarudzo Dzemu America


Trump Biden

Chimwe chizvarwa cheZimbabwe chiri muguta re Indianapolis mudunhu re Indiana, iro raenda kuna VaDonald Trump, Va Owen Ndhlovu, vanoti hazvishamisi kuti VaTrump vakunda mudunhu iri sezvo kune vatsigiri vavo vakawanda vanomira nava trump kunyange zvikaoma seyi.

VaNdhlovu vanoti Zimbabwe inogona kudzidza zvakawanda pamusoro pekuitwa kwesarudzo murunyararo uye kuremekedza vanenge vasarudzwa neveruzhinji sezvaitika mudunhu ravo.

please wait

No media source currently available

0:00 0:02:50 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda


Facebook Forum

XS
SM
MD
LG