Accessibility links

Breaking News

VaJeffery Epstein Vanotora Hupenyu Hwavo Mujere


VaJeffery Epstein Vanotora Hupenyu Hwavo Mujere
please wait
Embed

No media source currently available

0:00 0:03:49 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda

VaJeffery Epstein, vakazviuraira mujere nemusi weMugovera vakamirira kutongwa nenyaya yekuitisa vanasikana vasina zera mabasa epabonde. VaCalvin Manduna vepa Howard University vanoti vazhinji vaimbofambidzana naVaEpstein, kusanganisa VaDonald Trump naVaBill Clinton, vave kuramba hushamwari uhu.

XS
SM
MD
LG