WASHINGTON —
Sangano re Macroeconomic And Financial Management Institute of Eastern And Southern Africa (MEFMI), neChitatu rakanyororena chibvumirano ne sangano re African Capacity Building Foundation (ACBF) muHarare neMuvhuro chemari inosvika miriyoni imwe chete nemazana maviriemadhora.
Mari iyi ichashandiswa neMEFMI kudzidzisa vashandi veReserve Bank of Zimbabwe nevebazi rezvemari kukwenenzvera hunyanzvi hwavo.
Sangano Re MEFMI rinoshanda nedzimwe nyika gumi ne mbiri dzemuAfrica uye nyika idzi dzichawanawo hunyanzvi uhwu kumapazi avo ezvehupfumi.
Vanowona nezvekufambiswa kwemashoko musangano re MEFMI muzvare Gladys Siwela vanoti sangano ravo rinogaro shanda neRBZa nebazi rezve hupfumi munguva yapfura asi range rambomira kuita mabasa aya nepamusan pekushaikwa kwemari.
Muzvare Siwela vanoti mari yabva ku sangano reACBF iyi ichabatsira kuti mabasa ayo aenderere mberi kunyanya muZimbabwe umo mune mapazi mazhinji anoda kusimbaradzwa.