Accessibility links

Breaking News

Misoro yeNhau dzaNhasi, Chitatu, Chivabvu 03, 2017.


Misoro yeNhau
Misoro yeNhau

Vatori venhau muZimbabwe vanocherechedza zuva reWorld Press Freedom Day vachiti vari kushungurudzwa nevvanoita zvematongerwo enyika

Kambani yeTrafigura inozivikanwa nezvehuori pamwe nekutyora kodzero dzevanhu munyika dzainoshandira inoramba kuti yakakweretesa Zimbabwe mari yekuti ibhadhare zvikweretikumabhanga akaita se World Bank, IMF nemamwe

Varimi vefodya vochema chema nemabatirwo avari kuitwa nekambani yeMashonaland Tobacco Company iyo inotenga fodya yavo.

Vange vari kunze kwenyika kwenguva yakareba vodzokera kumusha vachinotanga mabasa akasiyana siyana.

Muchirongwa cheLiveTalk na8pm tiri kutarisa zviri kuitwa nezvizvarwa zveZimbabwe zviri kudzokera kumusha mushure mekunge zviri kunze kwenyika kwenguva yakareba…

Kana muchida kupinda muchirongwa ichi, kanawo kutumira mashoko kuStudio7, shandisai WhatsApp panhamba dzinoti 001 202 465 0318…

Vanoda kuteerera Studio7, tibateyi na7pm pamasaisai anoti 909 am ne 4930 Kilohertz paShortwave mazuva ose…

Musakanganwa kutifarira paFacebook peji redu re VOA Shona.

Kurudzirai hama neshamwari kuti dzitifarire paFacebook yedu. Endai pa link iyi: https://www.facebook.com/voa.shona/

Misoro yeNhau dzaNhasi, Chitatu, Chivabvu 03, 2017.
please wait

No media source currently available

0:00 0:02:02 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda

Facebook Forum

XS
SM
MD
LG