Accessibility links

Breaking News

Misoro Yenhau Dzanhasi Chishanu, Mbudzi, 27 2015


Mutungamiri wenyika VaRobert Mugabe vasvika muFrance kumusangano we kushanduka kwemamiriro ekunze urikuitirwa mu Paris.

Mapato anopikisa oburitsa paamire zvichitevera bhajeti regore rinouya rakaturwa muparamende negurukota rezvemari, VaPatrick Chinamasa.

Musangano wepasi rose wekuzeya HIV/AIDS nezvirwere zvepabonde, we 2016 ICASA, wotanga neSvondo muHarare…..

Mamwe makanzura nemasabhuku voenderera mberi nekunyima vanhu vanopikisa Zanu PF fotoreza ne mbeu zviri kupihwa vanhu pasi pechirongwa cheMutungamiri wenyika chokupa zvekurimisa.

Muchirongwa cheLiveTalk nhasi tiri kuzeya bhajeti regore rinouya rakaturwa nezuro muparamende nehurumende….

Iyi ndiyo misoro yenhau dzedu dzanhasi...munotibata pa 909 am, 4930, kana pa 13860, ne 15460 Kilohertzs pa Shortwave kana paFacebook page yedu yevoa Shona.

Misoro Yenhau Dzanhasi Chishanu, Mbudzi, 27, 2015
please wait

No media source currently available

0:00 0:01:35 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda

XS
SM
MD
LG