Accessibility links

Breaking News

Muzvare Comfort Dondo Chizwara cheZimbabwe Chiri muAmerica Voita Zvirongwa Zvinobatsira Madzimai Vanenge Vashungurudzwa


Muzvare Comfort Dondo Chizwara cheZimbabwe Chiri muAmerica Voita Zvirongwa Zvinobatsira Madzimai Vanenge Vashungurudzwa
please wait

No media source currently available

0:00 0:06:20 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda

Muzvare Comfort Dondo vanove chizwara cheZimbabwe chiri muAmerica vanoti shuwiro yavo ndeyekuti kushungurudzwa kwemadzimai kupere pasi rose. Muzvare Dondo vane zvirongwa zvavari kuita zvekubatsira madzimai vanenge vashungurudzwa kumusha nemuAmerica. Nyaya ina Marvellous Mhlanga-Nyahuye.

‚Äč
XS
SM
MD
LG