Accessibility links

Breaking News

Zimbabwe Cricket Yotamba Zvinonwisa Mvura Mumutambo neAfghanistan


Zimbabwe nemusi weMugovera yakashura mare pamutambo wayo neAfghanistan uri kutambirwa kuAbu Dhabi mumutambo wetest cricket uri kutarisirwa kupetwa nemusi weSvondo.

Zimbabwe yakapedza zuva iine mawickets-266-7 zvichireva kuti yatungamira nemaruns masere iine mawickets matatu asara.

Mutauriri weZimbabwe Cricket VaDarlington Majonga vanoti vatambi vaviri kaputeni wechikwata ichi Sean Williams naDavid Tiripano vakatamba zvinonwisa zvakapa kuti vanyukure chikwata chavo mumukanwa mamupere. Mitambo iyi iri kutambirwa munhandare yeSheikh Zayed Stadium.

Hurukuro naVaDarlington Majonga
please wait

No media source currently available

0:00 0:01:01 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda


Facebook Forum

XS
SM
MD
LG