Accessibility links

Breaking News

Idyai Muriwo Kana Musina Nyama Mutungamiri Wenyika VaEmmerson Mnangagwa Voudza Vagari Veku Kuwadzana


Idyai Muriwo Kana Musina Nyama Mutungamiri Wenyika VaEmmerson Mnangagwa Voudza Vagari Veku Kuwadzana
please wait

No media source currently available

0:00 0:03:11 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda

Vanhu vemumuKuwadzana voudza mutungamiri wenyika VaEmmerson Mnangagwa kuti hupenyu hwavaomera zvekuti havachakwanise kutenga nyama asi ivo vanovakurudzira kuti vadye muriwo sezvo uchikurudzirwa navanachiremba. VaMnangagwa vange vaenda kunotsvaira munharaunda iyi nemakurukota avo.

‚Äč
XS
SM
MD
LG