Accessibility links

Breaking News

Gweta Rinorwira Kodzero dzeVanhu VaKennedy Masiye Vounganidza Mari yeKubatsira Mhuri Yava Itai Dzamara


Gweta Rinorwira Kodzero dzeVanhu VaKennedy Masiye Vounganidza Mari yeKubatsira Mhuri Yava Itai Dzamara
please wait

No media source currently available

0:00 0:02:13 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda

Gweta rinorwira kodzero dzevanhu VaKennedy Masiye avo vanove chizvarwa cheZimbabwe chiri kushanda chiri muno muAmerica vanoti vakatanga chirongwa chekuwunganidza mari yekubatsira mhuri yemurwi wekodzero dzevanhui Itai Dzamara akatsakatika musi wa 9 Kurume 2015 muHarare.

‚Äč
XS
SM
MD
LG