Zvimwe Zvizvarwa zveZimbabwe Zvakatiza muUkraine Zvichienda kuRomania Zvobatsirwa
- Marvellous Mhlanga-Nyahuye
Zvimwe zvizvarwa zveZimbabwe zvakatiza muUkraine zvichienda kuRomania zvinoti zviri kubatsirwa nehurumende pamwe nezvimwe zvizvarwa zveZimbabwe zviri muEurope nematikiti endege ekuti zvikwanise kuenda kumusha.Teererayi hurukuro ina Marvellous Mhlanga-Nyahuye naKeith Chitunhu ari muRomania.
Zvikamu
-
Gunyana 28, 2023
Nyaya Ina Shingirai Madondo
-
Gunyana 28, 2023
Nyaya Ina Shingirai Madondo
-
Gunyana 28, 2023
Hurukuro naDoctor Masimba Mavaza naVaTawanda Dzvokora
-
Gunyana 27, 2023
Hurukuro naMuzvinafundo Ricky Mukonza
-
Gunyana 27, 2023
Nyaya Ina Jeffrey Moyo
-
Gunyana 27, 2023
Nyaya Ina Godfrey Mtimba