Accessibility links

Breaking News

Zvizvarwa ZveZimbabwe Zvokokokwa Kumabiko Ekuremekedza Mabasa Arikuitwa naDr Tererai Trent Munyika


Zvizvarwa ZveZimbabwe Zvokokokwa Kumabiko Ekuremekedza Mabasa Arikuitwa naDr Tererai Trent Munyika
please wait
Embed

No media source currently available

0:00 0:05:27 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda

Zvizvarwa zveZimbabwe zvirikukokwa kumabiko ekuremekedza mabasa arikuitwa naDr Tererai Trent munyika. Mabiko aya achaitirwa kuNewYork mwedzi unouya. Dr Trent vakambo devedzwa pachirongwa chaOpprah Winfrey apo vakarondedzera nhorowondo yehupenyu hwavo. Amai Lorrine Takaruza votaura nezve hurongwa.

XS
SM
MD
LG