Accessibility links

Breaking News

Nhengo Yebato ReZanu PF muAmerica Yotaura Pamusoro Pekushaya kwaVaRobert Mugabe


Nhengo Yebato ReZanu PF muAmerica Yotaura Pamusoro Pekushaya kwaVaRobert Mugabe
please wait
Embed

No media source currently available

0:00 0:05:31 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda

Imwe nhengo yebato ReZanu PF muAmerica VaFrank Guni vanoti vaimbove mutungamiri webato reZanu PF VaRobert Mugabe vacharangarirwa nemabasa avakabata panyaya dzekupa ivhu kuvatema nedzidzo. VaGuni vataura naMarvellous Mhlanga-Nyahuye weStudio7.

XS
SM
MD
LG