Accessibility links

Breaking News

Mumiriri weSangano reAfrican Union MuAmerica Vanoti VaMugabe Vacharangarirwa neChirongwa Chavo Chekupa Ivhu Kuvatema


Mumiriri weSangano reAfrican Union MuAmerica Vanoti VaMugabe Vacharangarirwa neChirongwa Chavo Chekupa Ivhu Kuvatema
please wait
Embed

No media source currently available

0:00 0:00:58 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda

Mumiriri wesangano reAfrican Union MuAmerica Ambassador Arikana Chihombori-Quao vanoti VaRobert Mugabe vacharangarirwa pamusoro pechirongwa chavo chekupa ivhu kuvatema nekumirira Africa mune zvakawanda pasi rose. Marvellous Mhlanga-Nyahuye aita hurukoro naAmbassador Chihombori-Quao vari muWashington

XS
SM
MD
LG