Accessibility links

Breaking News

Gweta raMuzvare Joana Mamombe na Cecilia Chimbiri Roshora Mabatirwa Akaitwa Vaviri Ava Pavakasungwa

Gweta raMuzvare Joana Mamombe na Cecilia Chimbiri Roshora Mabatirwa Akaitwa Vaviri Ava Pavakasungwa
please wait

No media source currently available

0:00 0:00:42 0:00

Gweta remuzvare Joana Mamombe naCecilia Chimbiri veMDC Alliance, VaCharles Kwaramba, vaudza dare kuti vasungwa vaviri ava havana kubatwa zvakanaka panguva yavakasungwa vachibva kunoona chiremba wavo vachiti vaviri ava vakasungwa zvine mhirizhonga mukati. Vhidhiyo ina Thomas Chiripasi.

XS
SM
MD
LG