No media source currently available
Gweta remuzvare Joana Mamombe naCecilia Chimbiri veMDC Alliance, VaCharles Kwaramba, vaudza dare kuti vasungwa vaviri ava havana kubatwa zvakanaka panguva yavakasungwa vachibva kunoona chiremba wavo vachiti vaviri ava vakasungwa zvine mhirizhonga mukati. Vhidhiyo ina Thomas Chiripasi.
Govanai
Ona Mafungiro
Facebook Forum