Accessibility links

Breaking News

Chimwe Chizvarwa cheZimbabwe Chiri kuAmerica Muzvare Zoey Chirenda-Chimombe Chobatsira Vagari Vekwa Seke neChikafu


Chimwe Chizvarwa cheZimbabwe Chiri kuAmerica Muzvare Zoey Chirenda-Chimombe Chobatsira Vagari Vekwa Seke neChikafu
please wait

No media source currently available

0:00 0:05:19 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda

Chimwe chizvarwa cheZimbabwe chino gara kuTexas muAmerica muzvare Zoey Chirenda-Chimombe mutungamiri wesangano re VaChirenda Centre Of Hope Foundation vakabatana nemudzimai wamambo Seke amai Naum Chimanikire mukupa zvekudya kune vagari vekwa Seke munguva ino yeCovid-19 pamabiko akaitwa nezuro.

XS
SM
MD
LG