Accessibility links

Breaking News

Mai Titi Voenda kuBritain


Mai Titi Voenda kuBritain
please wait
Embed

No media source currently available

0:00 0:02:38 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda

Muimba uye anoita zvemitambo muzvare Felistas Edwards uyo anozivikanwa nezita rekuti Mai Titi asimuka munyika nhasi akananga kuBritain uko achange ainemitambo yekuimba nekufadza veruzhinji. Nyaya ina Marvellous Mhlanga-Nyahuye weVOA Studio7.

XS
SM
MD
LG