Accessibility links

Breaking News

Gurokota rezveKufambiswa kweMashoko Amai Monica Mutsvangwa Vokurudzira veRuzhinji Kuti Vabaiwe Nhomba yeCovid-19


Gurokota rezveKufambiswa kweMashoko Amai Monica Mutsvangwa Vokurudzira veRuzhinji Kuti Vabaiwe Nhomba yeCovid-19
please wait

No media source currently available

0:00 0:06:07 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda

Gurokota rezvekufambiswa kweMashoko Amai Monica Mutsvangwa vari kukurudzira veruzhinji kuti vabaiwe nhomba yeCovid-19 senzira yekuzvidzivirira kubva kudenda iri. Amai Mutsvangwa vanoti mutungamiri wenyika nevamwe makurukota ehurumende vachange vachibaiwawo nhomba iyi. Nyaya ina Marvellous Nyahuye.

‚Äč
XS
SM
MD
LG