Accessibility links

Breaking News

Chimwe Chizvarwa Muzvare Samantha Sibanda Vari kuBeijing KuChina Uko Kune Chirerwe cheCorona Virus Votaura Zvavarikutarisana Nazvo


Chimwe Chizvarwa Muzvare Samantha Sibanda Vari kuBeijing KuChina Uko Kune Chirerwe cheCorona Virus Votaura Zvavarikutarisana Nazvo
please wait

No media source currently available

0:00 0:02:02 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda

Chimwe chizvarwa cheZimbabwe chiri mu Beijing ku China, muzvare Samatha Sibanda, vanoti vanhu vari muguta ravo havasi kubvumidzwa kubuda mudzimba, kuenda kumabasa nekuzvikoro senzira yekuyedza kuti chirwere cheCorona Virus chisapararire. Marvellous Mhlanga-Nyahuye weVOA ataura namuzvare Sibanda.

‚Äč
XS
SM
MD
LG