Accessibility links

Breaking News

Zanu-PF Yopomerwa Mhosva yeKutenga Mavhoti


President Emmerson Mnangagwa greets supporters of his ruling ZANU PF party gather for an election rally in Chinhoyi, Zimbabwe, July 17, 2018.
President Emmerson Mnangagwa greets supporters of his ruling ZANU PF party gather for an election rally in Chinhoyi, Zimbabwe, July 17, 2018.

Apo nyika yatarisana nesarudzo nemusi weMuvhuro, mapato ezvematongerwo enyika haana kuwirirana nekubatwa kuri kuitwa sarudzo dzacho kunyange hazvo vari kuti havo rwendo rwuno munyika mune runyararo.

Asi pamuka mutauro bato reZanu-PF richipomerwa mhosva yekushandisa mbeu nechikafu kutsvaga rutsigiro.

Asi Zanu-PF inoti izvi ndezvemugotsi matsuro.

Mutauriri wePeople Rainbow Coalition inotungamirwa naAmai Joyce Mujuru, VaJeffreyson Chitando, vashora zvikuru bato reZanu-PF vachiti rave kuda kubirira sarudzo.

Asi mutevedzeri wemunyori wezvemutemo muZanu-PF, VaFortune Chasi, vanoti mbeu iri kupihwa vanhu ndeye hurumende kwete Zanu-PF.

please wait

No media source currently available

0:00 0:04:07 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda


Facebook Forum

XS
SM
MD
LG