Accessibility links

Breaking News

WFP inoti Yaisa Chikumbiro Chekuti Zimbabwe Iwanirwe Mazana Matatu Emamiriyoni Emadhora Ekutenga Chikafu


WFP inoti Yaisa Chikumbiro Chekuti Zimbabwe Iwanirwe Mazana Matatu Emamiriyoni Emadhora Ekutenga Chikafu
please wait
Embed

No media source currently available

0:00 0:00:52 0:00

VaDavid Beasley veWFP vashanyira chimwe chirongwa cherubatsiro rwechikafu kuChebvute kuMasvingo vati vaisa chikumbiro chitsva chekuti Zimbabwe iwanirwe mazana matatu emamiriyoni emadhora ekutenga chikafu chinokwana kusvika pagoho regore rinouya. Nyaya ina Gandri Maramba.

XS
SM
MD
LG