Accessibility links

Breaking News

VOA Shona Yoparura Masaisai Matsva eSatellite


New VOA Zimbabwe Satellite

VOA Africa Zimbabwe yave kuenda kumasaisai matsva pasatellite pa SES-5 Ku-band and C-band transponders Munokwanisa henyu kuramba muchitinzwa pamsasaisai eIntelsat 20 kusvika mwedzi unouya Chikumi 30.

Kana muchida kunzwa zvizere kuti munotibata sei endai paFaceBook page yedu yeVOA Shona. Munokwanisawo kuenda paweb site yedu yewww.voa.shona.com

Ticharamba tichikupa zvirongwa zvamunofarira asi ikozvino pamasaisai amunokwanisa kunyatsotibata. Munokwanisawo kuenda paweb site yedu yewww.voa.shona.com

Facebook Forum

XS
SM
MD
LG