Accessibility links

Breaking News

VaSimon Khaya Moyo Vashaya


VaSimon Khaya Moyo.

Mutauriri webato reZanu-PF VaSimon Khaya Moyo vashaya kuchipatara cheMater Dei muBulawayo nhasi.

VaMoyo vange vave nemakore makumi manomwe nematanhatu ekuberekwa.

Vakatanga kuita zvematongerwo enyika muna 1968 vari kudivi reZimbabwe African People’s Union kana kuti ZAPU. Vange vachimbopota vachiendawo kunorapwa kuIndia chiri kunzi nevamwe chirwere chegomarara. Tichakupai zvizere

Facebook Forum

XS
SM
MD
LG