Accessibility links

Breaking News

Dare Rinoti VaSaviour Kasukuwere Vatorerwe Imba


VaSaviour Kasukuwere
VaSaviour Kasukuwere

Dare ramejastiriri muHarare rapa hurumende simba rekutengesa imba yekuNyanga yevaive gurukota VaSaviour Kasukuwere.

Imba iyi inoita zviuru mazana maviri nemakumi mashanu iri kutengeswa sezvo muchuchusi VaZivanai Macharaga vari kuti vakasukuwere vari kupomerwa mhosva dzehuori havasi kuuya kudare vachinyepera kurawara.

Vange vachitarisirwa kupinda mudare musi wa 17 Ndira asi vainge vakumbira kuti nguva iwedzerwe sezvo vasiri kunzwa zvakanaka.

Facebook Forum

XS
SM
MD
LG