Accessibility links

Breaking News

Varairidzi Voendesa ZEC kuMatare Vachiti Vanoda Kuvhota


VaObert Masaraure

Sangano rinomiririra vadzidzisi vekumaruwa re Amalgameted Rural Teachers Union of Zimbabwe (ARTUZ), rinoti rapedza kugadzirisa mapepa ekuti riendese Zimbabwe Electoral Commission kana kuti ZEC kumatare nenyaya yekutadza kugadzira hurongwa hwekuti varairidzi vanenge vachibatsira mukuvhota vatange vavhotawo sezviri kuita vamwe vari muchiuto, muchipurisa nevari kunze kwenyika.

Vadzidzi vanoti havaudzwe kunzvimbo dzavachaenda kunovhotesa nekudaro zvichanetsa kuti vakwanise kuvhota.

Mukuru we sangano re ARTUZ VaObert Masaraure vanoti ikodzero dzemumwe nemumwe kusanganisira vadzidzisi kuti vagone kuvhota musarudzo zvisinei nekuti vanenge vachishandira kupi.

please wait

No media source currently available

0:00 0:02:00 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda

Facebook Forum

XS
SM
MD
LG