Accessibility links

Breaking News

VaNdumiso Gumede Vakambotungamira ZIFA neHighlanders Vashaya


VaNdumiso Gumede

Vaimbova sachigaro wechikwata cheHighlanders uye vakamboshandawo vachitungamira ZIFA VaNdumiso Gumede vaizivikanwa nekuti Gumz vashaya,

VaGumede vakaberekwa musi wa 14 Gumiguru 1945 kuBulawayo. Vakadzidzirawo basa reurairidzi vasati vatanga kuita zvenhabvu. Vakatanga kushanda nechikwata cheHighlanders muna 1974 uye vaitaurawo pazvirongwa zvedu zvenhabvu paStudio 7….tichakupai zvizere.

Facebook Forum

XS
SM
MD
LG