Accessibility links

Breaking News

VaMbeki Vokurudzirwa Kutanga Kugadzirisa Misiiridzwa ya2009 Vasati Vatangazve Nhaurirano muZimbabwe


VaArthur Mutmbara, muchakabvu Robert Mugabe, muchakabvu Morgan Tsvangirai naVaThabo Mbeki

Nyanzvi munyaya dzezvematongerwo enyika VaBrian Kagoro vanoti vaimbova mutungamiri wenyika yeSouth Africa VaThabo Mbeki vanofanira kutanga vaongorora kuti chii chakambopa kuti zvimwe zvakatenderana kuti zviitwe pavaive mutongi gava muZimbabwe zvisazadzikiswe.

VaMbeki ndivo vakabatsira kuti muZimbabwe muitwe hurumende yemubatanidzwa kubva muna 2009 kusvika muna 2013.

Vanonzi vane chido chekuyedza kuyananisa mutungamiri wenyika VaEmmerson Mnangagwa nemutungamiri webato guru rinopikisa reMDC VaNelson Chamisa.

Asi VaMnangagwa vanoti nhaurirano dzinofanira kuitwa pasi pePOLAD iyo vakaunganidza mamwe mapato madiki kuti vaite nhaurirano.

Asi VaChamisa vanoti POLAD kupedzera hoko padehwe retsindi.

Hurukuro naVaBrian Kagoro
please wait

No media source currently available

0:00 0:02:44 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda


Facebook Forum

XS
SM
MD
LG