WASHINGTON —
Mutungamiri weMDC, VaMorgan Tsvangirai, vanoti nhaurirano pakati pemapato anopikisa dzava kuda kuchitanga kuitwa, ukuwo vakashoropodza kusabatana kuri mubato ravo…
America inobvisa mabhanga maviri emuZimbabwe pazvirango zvakatemerwa nenyika iyi kuvakuru muZanu PF pamwe nemakambani avanodyidzana nawo…
Zimbabwe inotara nzara sedambudziko rakaipisisa rakatarisana nenyika…
Muchirongwa cheLiveTalk na8:30pm tiri kutarisa dambudziko rechikafu rakatarisana nenyika…
Iyi ndiyo misoro yenhau dzedu dzanhasi...munotibata pa 909 am, 4930, kana pa 13860 ne 15460 kilohertzs pa shortwave kana paFacebook page yedu yeVOAShona.