Accessibility links

Breaking News

Russia Yoburitsa Spain Mumakwikwi eWorld Cup


Russia yakashura mare mumakwikwi eWorld Cup apo yakarova Spain 4-3 mumapenalties mushure mekuita mangange-1-1.

Russia yapinda mumaquarter finals emakwikwi aya. Spain yakabatana nedzimwe nyika dzakapinda mumaquarter finals nezuro dzinoti France neUruguay.

Nemusi weMuvhuro nenguva dza 4 masikati, Brazil iri kutamba neMexico kochizoti manheru nenguva dza 8, Belgium iri kutamba neJapan.

Facebook Forum

XS
SM
MD
LG