Accessibility links

Breaking News

Muzvare Thokozani Khupe Vobatwa neChirwere cheCovid-19


Nkosazana Thokozani Khupe

Muzvare Thokozani Khupe avo vachangobva mukukundwa musarudzo dzekongiresi yechimbi chimbi yakaitwa nemusi weSvondo nebato ravo reMDC-T vanyora padandemutande ravo reTwitter kuti vabatwa nechirwere cheCovid-19 uye vakumbira vanhu kuti vavanamatire.

Mutevedzeri wemutauriri webato reMDC-T VaKhalipani Phugenu vaudza Studio 7 kuti ichokwadi kuti Muzvare Khupe vabatwa nechirwere ichi.

Facebook Forum

XS
SM
MD
LG