Accessibility links

Breaking News

Muimbi weNziyo dzeChitendero Paula Sarah Ofara Nekutambirwa kweDambarefu Rake


Muimbi Paula Sandrah

Muimbi achangotanga anoimba nziyo dzechitendero Paula Sarah anoti ari kufara zvikuru nekutambirwa kuri kuitwa dambarefu rake rekutanga rinonzi “Call On the Name of The Lord” iro akatsikisa gore rapera.

Dambarefu iri rine dzimwe nziyo dzinosanganisira “Tinazvo” uye “Every knee shall bow".

Sarah anoti aitevera zvakanyanya mimhanzi yemuimbi wenziyo dzechitendero Fungisai Zvakavapano Mashavave kunyangwe hake achiti ane musambo wake wakasiyana newemuimbi uyu.

Hurukuro nemuimbi Paula Sarah
please wait

No media source currently available

0:00 0:09:48 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda


Facebook Forum

XS
SM
MD
LG