Accessibility links

Breaking News

Muimbi Tendai Dembo Oronga Kubura Dambarefu Zuva Rakafa Baba Vake Leonard Dembo


Tendai Dembo

Muimbi, Tendai Dembo, mwana wamuchakabvu Leonard Dembo anoti ari kuda kuburitsa dambarefu rake idzva pazuva rakashaya baba vake musi wa 9 Kubvumbi senzira yekuvarangarira.

Tendai ari kuimba nechikwata cheBarura Express uye akatoburitsa dambarefu rakagamuchirwa zvikuru nevakawanda rinonzi Mushando.

Dambarefu rake rekutanga rainzi Kutsika Matsimba. Tendai anoti anotendawo Alick Machesu nekumudzidzisa kukwenya gitare.

Hurukuro naTendai Dembo
please wait
Embed

No media source currently available

0:00 0:03:41 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda

Facebook Forum

XS
SM
MD
LG