Accessibility links

Breaking News

Muchirongwa 'Dzechitendero' Tine Hurukuro naMufundisi Samuel Lufiyele


Mufundisi Samuel Lufiyele

Muchirongwa 'Dzechitendero' nemusi weSvondo, vhiki rino paStudio 7, takaita hurukuro naMufundisi Samuel Lufiyele.

Reverend Lufiyele chizvarwa chekuZimbabwe asi parizvino vanotungamirira kereke yeOasis of Life Church iri mudhorobha reEdmonton, kuCanada.

Mufundisi Lufiyele vanoti vanoshanda nemakereke akasiyana, anoshumira nerurimi rweShona neNdebele uya vari muzvirongwa zvekubatsira vanoshaya kuZimbabwe.

Mamwe emasangano avanoshanda nawo anosanganisira gungano rezvizvarwa zveZimbabwe zviri muNorth America, reCFI Conference, Building for the Future nemamwe.

please wait

No media source currently available

0:00 0:06:07 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda

Facebook Forum

XS
SM
MD
LG