Accessibility links

Breaking News

Misoro yeNhau, Chitatu, Kurume, 16, 2016


Misoro yeNhau

Sangano rinobatsira nechikafu pasi rose, reWorld Food Program, rinoti Zimbabwe inoda mari inodarika mazana maviri emamiroyoni emadhora yekutenga chikafu chinosvitsa nyika muna Kurume gore rinouya….

Dare redzimhosva rinoti hurumende yakabvisa midziyo yeMbada Diamonds kuminda yemangoda kwaMarange zvisiri pamutemo…

Vamwe vagari vekwaChiadzwa vochema chema nekumiswa kwakaitwa makambani aichera mangoda sezvo vagari ava vaivanwa chouviri kubva kuvashandi vemakambani aya.

Muchirongwa cheLiveTalk na 8:30pm tiri kutarisa dambudziko rechikafu rakatarisana nenyika….

Vanoda kupinda muchirongwa cheLiveTalk kana kutumira mashoko ku Studio7, shandisai whats app nhamba dzinoti + 1 202 465 0318

Misoro yeNhau, Kurume, 16, 2016
please wait

No media source currently available

0:00 0:01:19 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda

XS
SM
MD
LG