Accessibility links

Breaking News

Misoro yeNhau DzaNhasi, Muvhuro, Gumiguru, 01, 2018.


Misoro yeNhau

Misoro yeNhau dzaNhasi, Muvhuro, Gumiguru, 01, 2018.

please wait

No media source currently available

0:00 0:02:13 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda

Gavhuna weRBZ Doctor John Mangudya voparura hurongwa hwemashandisirwo emari kana kuti Monetary Policy.

Nyanzvi dzozeya mashoko eZanu-PF ekuti inoda kuongorora chapa kuti mitengo yezvinhu ikwire.

Gurukota rezvematunhu VaJuly Moyo vanoti vanhu vanofanira kutengeserwa nzvimbo dzekuvakira dzimba dzakatogadzirwa kare.

Sangano reDiabetic Association rinoti vana vane chirwere cheshuga vanenge vorapwa pachena kusvika vasika makore makumi maviri nemashanu.

Harare City totamba neHighlanders mumakwikwi eChibuku Super Cup.

Muchirongwa cheLivetalk, hurongwa hwemapfambisirirwo emari hwaparurwa nagavhuna weRBZ Doctor John Mangudya nhasi.

Kana muchida kupinda muchirongwa ichi, kanawo kutumira mashoko kuStudio7, shandisai WhatsApp nhamba dzinoti 001 202 465 0318.

Vanoda kuteerera Studio7, tibateyi na7pm pamasaisai anoti 909 am 4930; 6040, ne 15460 Kilohertz paShortwave mazuva ose.

Munokwanisawo kunzwa Studio7 na6 am - Muvhuro kusvika Chishanu, pamasaisai anoti 909 am, 4930, 7270, ne 9885 Short Wave.

Facebook Forum

XS
SM
MD
LG