Accessibility links

Breaking News

Misoro yeNhau dzaNhasi, Chipiri, Ndira 01, 2019.


Misoro yeNhau
Misoro yeNhau

Misoro yeNhau dzaNhasi, Chipiri, Ndira 01, 2019.

Vana chiremba vari kuramwa mabasa vanoti hachisi chokwadi chekuti vawirirana nehurumende panyaya dzemihoro dzavo sezviri kufambiswa padandemutande re twitter.

Vanhu vakawanda vanoti vari kutanga gore idzva vasina tarisiro yakanaka mune remangwana ravo sezvo zvinhu zviri kuramba zvichioma.

Vagari vekumaruwa vochema chemawo nekuona kwavanoti kuri kuita hupenyu hwavo panguva iyo vamwe vavo vari kunyimwa mbeu nefotereza zvinopihwa pachena.

Sangano reTraffic Safety Council rinoti kuwanda kwetsaona mumigwagwa kuri kukonzerwa zvakanyanyisa nevatyairi kudarika zvimwe zvikonzeroMuchirongwa cheLiveTalk na 8pm tiri kutarisa zviri kuitika muzororo regore idzva pamwe nezvisungo zviri kuitwa nevakawanda.

Kana muchida kupinda muchirongwa ichi, kanawo kutumira mashoko kuStudio7, shandisai WhatsApp nhamba dzinoti 001 202 465 0318…

Vanoda kuteerera Studio7, tibateyi na7pm pamasaisai anoti 909 am 4930; 6040, ne 15460 Kilohertz paShortwave mazuva ose.

please wait
Embed

No media source currently available

0:00 0:02:20 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda


Munokwanisawo kunzwa Studio7 na6 am - Muvhuro kusvika Chishanu, pamasaisai anoti 909 am, 4930, 7270, ne 9885 Short Wave

Facebook Forum

XS
SM
MD
LG